Justice for Gaynor Fundira

Quoted post


Guest

#35

2014-06-03 21:49

Pandaona video iyi ndangoona kuti mukadzi uyu ari kurwadziwa chero dai ari ani zvake Wawana pfambi iri mumba mako yakarara pamubhedha wako unoita sei? Murume uyu anga ajaira iko kuzo mhanya kutaura statement ne mamwe manyepo futi Mwari vanoona vachamurwira mukadzi uyu

Replies


Guest

#199 Re:

2015-12-22 12:58:23

#35: -